Genesis 44:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana mukanditorera noyuyu ʋo, akawirwa nenjodzi, mucaɓurusira vudzi raŋgu jena kubgiro nokucema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mukanditorera iyeyuwo uye kana zvakaipa zvikamuwira, muchaendesa musoro wangu wachena kuguva mukusuwa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana mukanditorera zvakare Bhenjamini, kana akawana chinomuwana munenge maita kuti ini ndachena musoro ndisvike pakufa ndiine shungu mumwoyo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana mukanditorera nouyuwo, akawirwa nenjodzi, muchaburutsira vhudzi rangu jena kuhwiro nokuchema.’
Shona 2009?
kana mukandi­torera nouyuwo, akawirwa nenjodzi, mu­chaburutsira vhudzi rangu jena kuhwiro nokuchema.'
Shona SUB 2002 Bible
kana mukanditorera nouyuwo, akawirwa nenjodzi, muchaburutsira vhudzi rangu jena kuhwiro nokuchema.’