Genesis 44:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fume maŋgwana kwoedza ʋarume ʋakatenderwa kuenda, iʋo nemboŋgoro dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwakati kuchiedza, varume vaya vakaendeswa panzira yavo pamwe chete nembongoro dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Fume mangwana varume ava vakanzi vachienda zvavo namadhongi avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fume mangwana kwoedza varume vakatenderwa kuenda, ivo nembongoro dzavo.
Shona 2009?
Zvino fume mangwana koedza varume vaka­tenderwa kuenda, ivo nembongoro dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino fume mangwana kwoedza varume vakatenderwa kuenda, ivo nembongoro dzavo.