Genesis 44:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo, kana ɀino ndikandoȿika kumuranda wenyu, ɓaɓa ʋaŋgu, tisinaiye mukomana, mŋeya waʋo ɀawakaɓatanidzwa nomŋeya womukomana,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Saka zvino, kana mukomana akasava nesu pandinodzokera kumuranda wenyu, baba vangu, uye kana baba vangu, avo vakasunganidza upenyu hwavo kuupenyu hwomukomana,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo kana ndikadzokera kune muranda wenyu, ivo baba vangu, ndisina mukomana iyeyu wepamwoyo pavo wavanodisa zvikuru,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo, kana zvino ndikandosvika kumuranda wenyu, baba vangu, tisinaiye mukomana, mweya wavo zvawakabatanidzwa nomweya womukomana,
Shona 2009?
Naizvozvo, kana zvino ndikandosvika kumuranda wenyu, baba vangu, tisinaiye mukomana, mweya wavo zvawakabatanidzwa nomweya wo­mukomana,
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo, kana zvino ndikandosvika kumuranda wenyu, baba vangu, tisinaiye mukomana, mweya wavo zvawakabatanidzwa nomweya womukomana,