Genesis 44:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋacati kana ʋaciʋona kuti mukomana asinesu, ʋacafa; naiɀoɀo ʋaranda ʋenyu ʋacaɓurusira vudzi jena romuranda wenyu, ɓaɓa ʋeɗu, kubgiro nokucema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakaona kuti mukomana haapo, vachafa. Muranda wenyu achaendesa musoro wachena wababa vedu kuguva mukusuwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pavanongoona kuti isu tinenge tisina mukomana iyeyu vanofa. Ivo varanda venyu tinobva takonzera kuti baba wedu, ivo muranda wenyu, vachena musoro vasvike pakufa vaine shungu mumwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachati kana vachiona kuti mukomana asinesu, vachafa; naizvozvo varanda venyu vachaburutsira vhudzi jena romuranda wenyu, baba vedu, kuhwiro nokuchema.
Shona 2009?
vachati kana vachiona kuti mukomana asinesu, vachafa; naizvozvo varanda venyu vachaburutsira vhudzi jena romuranda wenyu, baba vedu, ku­hwiro nokuchema.
Shona SUB 2002 Bible
vachati kana vachiona kuti mukomana asinesu, vachafa; naizvozvo varanda venyu vachaburutsira vhudzi jena romuranda wenyu, baba vedu, kuhwiro nokuchema.