Genesis 44:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋaɓuɗa muguta, ʋasati ʋaenda kure, Josefa akaʋudza mutariri wake, akati: Simuka, teʋera ʋarume; kana waʋaɓata, uti kwaʋari: Matsindikireiko ɀamaitirwa ɀakanaka?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakanga vasati vava kure neguta Josefa paakati kumutariri wake, “Tevera varume vaya izvozvi, uye paunovabata, uti kwavari, ‘Seiko matsiva chakanaka nechakaipa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachangobuda muguta vasati vaenda kure, Josefi akataurira mutariri wezvemba yake akati, “Tevera varume vaya, kana wavabata uti, ‘Seiko mandidzorera nechakaipa pane zvandakuitirai zvakanaka? Ko mazobireiko kapu yesirivha yatenzi wangu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vabuda muguta, vasati vaenda kure, Josefa akaudza mutariri wake, akati, “Simuka, tevera varume; kana wavabata, uti kwavari, ‘Matsindikireiko zvamaitirwa zvakanaka?’
Shona 2009?
Vakati vabuda muguta, vasati vaenda kure, Josefa akaudza mutariri wake, akati, "Simuka, tevera varume; kana wavabata, uti kwavari, `Matsindiki­reiko zvamaitirwa zvakanaka?'
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vabuda muguta, vasati vaenda kure, Josefa akaudza mutariri wake, akati, “Simuka, tevera varume; kana wavabata, uti kwavari, ‘Matsindikireiko zvamaitirwa zvakanaka?’