Genesis 45:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, meso enyu anoʋona, nameso omunuŋuna waŋgu Benjamini, kuti muromo waŋgu unotaura kwamuri
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Muri kuzvionera pachenyu, uye kana munun'una wangu uyu Bhenjamini, kuti ndini chaiye ari kutaura nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Handiti muri kuzvionera nameso enyu newewo Bhenjamini munun'una wangu kuti ndini Josefi chaiye ndiri kutaura nemi nomuromo wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai meso enyu anoona, nameso omun'una wangu Bhenjamini kuti muromo wangu unotaura kwamuri.
Shona 2009?
Tarirai meso enyu anoona, nameso omunun'una wangu Bhenjamini kuti muromo wangu unotaura kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai meso enyu anoona, nameso omunun'una wangu Bhenjamini kuti muromo wangu unotaura kwamuri.
Recommended Reading