Genesis 45:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mundoʋudza ɓaɓa ʋaŋgu kukudzwa kwaŋgu kwose paEgipita, neɀose ɀamaʋona; mukurumidze kuɓurusira ɓaɓa ʋaŋgu kuno.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muudze baba vangu pamusoro pokukudzwa kwangu muIjipiti uye napamusoro pezvinhu zvose zvamaona. Uye muuye nababa vangu kuno nokukurumidza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Endai mundoudza baba wangu zvose zvoushe hwangu hwomuIjipiti. Vaudzeiwo zvose zvamaona mozokurumidza kuuya navo baba kuno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mundoudza baba vangu kukudzwa kwangu kwose paIjipiti, nezvose zvamaona; mukurumidze kuburutsira baba vangu kuno.”
Shona 2009?
Mundoudza baba vangu kukudzwa kwangu kose paljipiti, nezvose zvamaona; mukurumidze kuburutsira baba vangu kuno."
Shona SUB 2002 Bible
Mundoudza baba vangu kukudzwa kwangu kwose muIjipiti, nezvose zvamaona; mukurumidze kuburutsira baba vangu kuno.”