Genesis 45:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akawira pamutsipa waBenjamini, munuŋuna wake, akacema; naiye Benjamini akacema pamutsipa wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akawira pamutsipa womunun'una wake Bhenjamini uye akachema, uye Bhenjamini akamumbundikirawo achichema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akawira pamutsipa waBhenjamini, mun'una wake, akachema, naiye Bhenjamini akachema pamutsipa wake.
Shona 2009?
Akawira pamutsipa waBhenja­mini, munun'una wake, akachema, naiye Bhenjamini akachema pamutsipa wake.
Shona SUB 2002 Bible
Akawira pamutsipa waBhenjamini, munun'una wake, akachema, naiye Bhenjamini akachema pamutsipa wake.