Genesis 45:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukurumbira waɀo wakanzwika mumba maFarao, ɀicinzi: Ʋana ʋaɓaɓa ʋaJosefa ʋaȿika! Farao naʋaranda ʋake ʋakafara naiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shoko rakati rasvika kumuzinda waFaro kuti madzikoma aJosefa akanga auya, Faro namachinda ake ose vakafara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko rakazosvikawo kumuzinda waFarao rokuti vakoma vaJosefi vakasvika. Farao namachinda ake vakafara kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukurumbira wazvo wakanzwika mumba maFarao, zvichinzi, “Vana vababa vaJosefa vasvika!” Farao navaranda vake vakafara naizvozvo.
Shona 2009?
Zvino mukurumbira wazvo waka­nzwika mumba maFarao, zvichinzi, "Vana vababa vaJosefa vasvika!" Farao navaranda vake vakafara naizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukurumbira wazvo wakanzwika mumba maFarao, zvichinzi, “Vana vababa vaJosefa vasvika!” Farao navaranda vake vakafara naizvozvo.