Genesis 45:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Farao akati kunaJosefa: Iti kuʋana ʋaɓaɓa ʋako: Itai cinhu ici: Takudzai ɀipfuwo ɀenyu, mufambe, muende kunyika yeKanani;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Faro akati kuna Josefa, “Taurira hama dzako uti, ‘Itai izvi: Takudzai zvipfuwo zvenyu mudzokere kunyika yeKenani,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Farao akati kuna Josefi, “Taurira vakoma vako kuti, ‘Chidaii izvi, takudzai madhongi enyu mudzokere kuKanani,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Farao akati kuna Josefa, “Iti kuvana vababa vako, ‘Itai chinhu ichi: Takudzai zvipfuwo zvenyu, mufambe, muende kunyika yeKenani;
Shona 2009?
Farao akati kuna Josefa, "Iti kuvana vababa vako, `Itai chinhu ichi: Takudzai zvipfuwo zvenyu, mufambe, muende kunyika yeKenani;
Shona SUB 2002 Bible
Farao akati kuna Josefa, “Iti kuvana vababa vako, ‘Itai chinhu ichi: Takudzai zvipfuwo zvenyu, mufambe, muende kunyika yeKenani;