Genesis 45:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mundotora ɓaɓa ʋenyu naʋedzimba dzenyu muʋuye kwandiri; ndicakupai ɀinhu ɀakaiȿo‐naka ɀenyika yeEgipita, mudye ɀakakora ɀenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mundouya nababa venyu uye nemhuri kuno kwandiri. Ndichakupai nyika yakaisvonaka yeIjipiti uye mugofara nezvakakora zvenyika.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mundotora baba venyu nemhuri dzenyu muuye kuno kwandiri ndichakupai pokugara pakanakisisa muno muIjipiti, mugowana zvokudya mugere zvakanaka.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mundotora baba venyu navedzimba dzenyu muuye kwandiri; ndichakupai zvinhu zvakaisvonaka zvenyika yeIjipiti, mudye zvakakora zvenyika.’
Shona 2009?
mundotora baba ve­nyu navedzimba dzenyu muuye kwa­ndiri; ndichakupai zvinhu zvakaisvonaka zvenyika yeIjipiti, mudye zvakakora zve­nyika.'
Shona SUB 2002 Bible
munotora baba venyu navedzimba dzenyu muuye kwandiri; ndichakupai zvinhu zvakaisvonaka zvenyika yeIjipiti, mudye zvakakora zvenyika.’