Genesis 45:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musafuŋga nhumbi dzenyu, nokuti ɀakaiȿo‐naka ɀenyika yose yeEgipita ndeɀenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musafunganya henyu nezvenhumbi dzenyu, nokuti zvakaisvonaka zvose zveIjipiti zvichava zvenyu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai zvenyu kuita hanya nezvezvinhu zvenyu zvichasarako, nokuti muchawana zvinhu zvakanyanya kunaka zvomuno muIjipiti.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musafunga nhumbi dzenyu, nokuti zvakaisvonaka zvenyika yose yeIjipiti ndezvenyu.”
Shona 2009?
Musafunga nhumbi dzenyu, nokuti zvakaisvonaka zvenyika yose yeIjipiti ndezvenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Musafunga nhumbi dzenyu, nokuti zvakaisvonaka zvenyika yose yeIjipiti ndezvenyu.”