Genesis 45:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akatendera ʋana ʋaɓaɓa ʋake kuenda, ʋakabva; akati kwaʋari: Cenjerai, musatukana munzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akaendesa hama dzake uye pavakanga voenda akati kwavari, “Musakakavadzana munzira!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akatendera vana vababa vake kuenda, vakabva; akati kwavari, “Chenjerai, musatukana munzira.”
Shona 2009?
Zvino akatendera vana vababa vake kuenda, vakabva; akati kwavari, "Chenjerai, mu­satukana munzira."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akatendera vana vababa vake kuenda, vakabva; akati kwavari, “Chenjerai, musatukana munzira.”

Recommended Reading