Genesis 45:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakabva Egipita, ʋakakwira, ʋakandoȿika kunyika yeKanani kunaJakobo, ɓaɓa ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakabuda muIjipiti uye vakaenda vakandosvika kuna baba vavo Jakobho kunyika yeKenani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakabva Ijipiti, vakakwira, vakandosvika kunyika yeKenani kuna Jakobho, baba vavo.
Shona 2009?
Ipapo vakabva Ijipiti, vakakwira, vakandosvika kunyika yeKenani kuna Jakobho, baba vavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakabva Ijipiti, vakakwira, vakandosvika kunyika yeKenani kuna Jakobho, baba vavo.