Genesis 45:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋaʋudza, ʋakati: Josefa uciri mupenyu; ndiye muɓati wenyika yose yeEgipita. Ipapo mŋoyo waʋo wakati rukutu, nokuti haʋana‐kutenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vakati kwavari, “Josefa mupenyu! Uye ndiye mutongi weIjipiti yose.” Jakobho akati rukutu; haana kuvatenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakasvikoti, “Josefi achiri mupenyu! Ndiye ari kutonga nyika yose yeIjipiti!” Zvakaomesa Jakobho mate mukanwa nokuti haana kubvuma zvaakataurirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakavaudza, vakati, “Josefa achiri mupenyu; ndiye mubati wenyika yose yeIjipiti.” Ipapo mwoyo wavo wakati rukutu, nokuti havana kutenda.
Shona 2009?
Vakavaudza, vakati, "Josefa achiri mupenyu; ndiye mubati wenyika yose yeIjipiti." Ipapo moyo wavo wakati rukutu, nokuti havana kutenda.
Shona SUB 2002 Bible
Vakavaudza, vakati, “Josefa achiri mupenyu; ndiye mubati wenyika yose yeIjipiti.” Ipapo mwoyo wavo wakati rukutu, nokuti havana kutenda.