Genesis 45:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋaʋudza mashoko ose aJosefa; ɀino ʋakati ʋaʋona ŋgoro dzakaŋga dzatumŋa naJosefa kuzoʋatakura, mŋeya waJakobo, ɓaɓa ʋaʋo, ukapona ɀe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pavakavaudza zvose zvakanga zvarehwa naJosefa kwavari, uye paakaona ngoro dzakanga dzatumirwa kwavari naJosefa kuti dzizovatakura, mweya wababa wavo Jakobho wakamutsiridzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akarondedzerwa zvose zvakanga zvarehwa naJosefi. Paakazoona ngoro dzakanga dzatumirwa naJosefi kuzovatakura, ndipo pakadzokazve simba rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakavaudza mashoko ose aJosefa; zvino vakati vaona ngoro dzakanga dzatumwa naJosefa kuzovatakura, mweya waJakobho, baba vavo, ukaponazve;
Shona 2009?
Vakavaudza mashoko ose aJosefa; zvino vakati vaona ngoro dzakanga dza­tumwa naJosefa kuzovatakura, mweya waJakobho, baba vavo, ukaponazve;
Shona SUB 2002 Bible
Vakavaudza mashoko ose aJosefa; zvino vakati vaona ngoro dzakanga dzatumwa naJosefa kuzovatakura, mweya waJakobho, baba vavo, ukaponazve;