Genesis 45:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Israeri akati: Ɀariŋgana! Josefa, mŋanakomana waŋgu uciri mupenyu; ndicaenda ndimuʋone ndisati ndafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Israeri akati, “Ndagutsikana! Mwana wangu Josefa achiri mupenyu. Ndichaenda kundomuona ndisati ndafa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isiraeri akati, “Zvatokwana izvozvi mwana wangu Josefi mupenyu! Ndinoda kuenda chete ndindomuona ndisati ndafa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isiraeri akati, “Zvaringana! Josefa, mwanakomana wangu achiri mupenyu; ndichaenda ndimuone ndisati ndafa.”
Shona 2009?
Isiraeri akati, "Zvaringana! Josefa, mwanakomana wangu achiri mupenyu; ndichaenda ndimuone ndisati ndafa. "
Shona SUB 2002 Bible
Isiraeri akati, “Zvaringana! Josefa, mwanakomana wangu achiri mupenyu; ndichaenda ndimuone ndisati ndafa.”