Genesis 45:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino hamuzi’mi makandituma pano, asi Mŋari; iye wakandiita ɓaɓa kunaFarao nashe weimba yake yose, nomuɓati wenyika yose yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Saka zvino, hamuzimi makandituma kuno, asi Mwari. Iye akandiita baba kuna Faro, ishe weimba yake yose nomutongi weIjipiti yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka hamusirimi makandiunza kuno, asi zvakaitwa naMwari. Ndiye akandigadza ndikava jinda guru raFarao. Ndini changamire mumuzinda wamambo. Ndini ndinotonga nyika yake yose yeIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino hamuzimi makandituma pano, asi Mwari; iye akandiita baba kuna Farao nashe weimba yake yose, nomubati wenyika yose yeIjipiti.
Shona 2009?
Zvino hamuzimi makandituma pano, asi Mwari; iye akandiita baba kuna Farao nashe weimba yake yose, nomubati wenyika yose yeljipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino hamuzimi makandituma pano, asi Mwari; iye akandiita baba kuna Farao nashe weimba yake yose, nomubati wenyika yose yeIjipiti.