Genesis 45:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurumidzai, mukwire kunaɓaɓa ʋaŋgu, mundoti kwaʋari: Ɀanzi naJosefa, mŋanakomana wenyu: Mŋari wakandiita ishe weEgipita rose; ɓurukirai kwandiri, musanonoka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kurumidzai mudzokere kuna baba vangu mundoti kwavari, ‘Zvanzi nomwanakomana wenyu Josefa: Mwari akandiita ishe weIjipiti yose. Burukai muuye kwandiri; musanonoka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chikurumidzai kuenda kuna baba vangu mundoti, ‘Zvanzi nomwana wenyu Josefi, Mwari akandiita changamire weIjipiti yose, uyai zvenyu kuno kwandiri, musanonoke.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurumidzai, mukwire kuna baba vangu, mundoti kwavari, ‘Zvanzi naJosefa, mwanakomana wenyu, Mwari akandiita ishe weIjipiti rose; burukirai kwandiri musanonoka;
Shona 2009?
Kurumidzai, mu­kwire kuna baba vangu, mundoti kwavari, `Zvanzi naJosefa, mwanakomana wenyu, Mwari akandiita ishe weljipiti rose; buru­kirai kwandiri musanonoka;
Shona SUB 2002 Bible
Kurumidzai, mukwire kuna baba vangu, mundoti kwavari, ‘Zvanzi naJosefa, mwanakomana wenyu, Mwari akandiita ishe weIjipiti rose; burukirai kwandiri musanonoka;