Genesis 46:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaRakeri, mukadzi waJakobo, ʋaiʋa Josefa naBenjamini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaRakeri mukadzi waJakobho vaiva: Josefa naBhenjamini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vanakomana vaRakeri mudzimai waJakobho ndiJosefi naBhenjamini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaRakeri, mukadzi waJakobho, vaiva Josefa naBhenjamini.
Shona 2009?
Vanakomana vaRakeri, mukadzi waJakobho, vaiva Josefa naBhenjamini.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaRacheri, mukadzi waJakobho, vaiva Josefa naBhenjamini.