Genesis 46:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Josefa akaɓerekerwa Manase naEfraimi panyika yeEgipita, ndiʋo ʋaakaɓerekerwa naAsenati, mukunda waPotifera, muprista weOni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
MuIjipiti, Manase naEfuremu vakaberekerwa Josefa naAsenati mwanasikana waPotifera, muprista weOni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi ava munyika yeIjipiti akabereka Manase naEfuremu. Amai vavo ndiAsinati mwana waPotifera mupristi aigara muguta reOni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Josefa akaberekerwa Manase naEfuremu panyika yeIjipiti, ndivo vaakaberekerwa naAsenati, mukunda waPotifari, mupristi weOni.
Shona 2009?
Josefa akaberekerwa Manase naEfuremu panyika yeljipiti, ndivo vaakaberekerwa naAsenati, mukunda waPotifari, muprista weOni.
Shona SUB 2002 Bible
Josefa akaberekerwa Manase naEfuremu panyika yeIjipiti, ndivo vaakaberekerwa naAsenati, mukunda waPotifari, mupristi weOni.