Genesis 46:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naʋanakomana ʋaBenjamini: Bera, naBekeri, naAshberi naGera, naNaamani, naEhi, naRoshi, naMupimi, naHupimi, naArdi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaBhenjamini vaiva Bhera, Bhekeri, Gera, Naamani, Ehi, Roshi, Mupimi, Hupimi naAridhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaBhenjamini ndiBhera naBhekeri naAshibheri naJera kwouya Naamani naEhi naRoshi naMupimu naHupimu naAridhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Navanakomana vaBhenjamini: Bhera, naBhekeri, naAshibheri naGera, naNaamani, naEhi, naRoshi, naMupimi, naHupimi, naAdhi.
Shona 2009?
Navanakomana vaBhenjamini: Bhera, naBhekeri, naAshibheri naGera, naNaamani, naEhi, naRoshi, naMupimi, naHupimi, naAdhi.
Shona SUB 2002 Bible
Navanakomana vaBhenjamini: Bhera, naBhekeri, naAshibheri naGera, naNaamani, naEhi, naRoshi, naMupimi, naHupimi, naAdhi.
Recommended Reading