Genesis 46:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naʋanakomana ʋaDani: Hushimi
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana waDhani aiva: Hushimi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanakomana waDhani ndiHushimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Navanakomana vaDhani: Hushimi.
Shona 2009?
Navanakomana vaDhani: Hushimi.
Shona SUB 2002 Bible
Navanakomana vaDhani: Hushimi.