Genesis 46:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaJosefa ʋaakaŋga aɓerekerwa Egipita ʋaiʋa ʋanhu ʋaʋiri; ʋose ʋeimba yaJakobo, ʋakaʋuya Egipita, ʋaiʋa ʋanhu ʋanamakumi manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamwe chete navanakomana vaviri vakaberekerwa Josefa muIjipiti, vose vemhuri yaJakobho, avo vakaenda kuIjipiti, vakanga vari makumi manomwe pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaJosefi vakaberekerwa kuIjipiti vaviri. Saka vanhu vose vemba yaJakobho vakatanga kugara muIjipiti vaiva makumi manomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaJosefa vaakanga aberekerwa Ijipiti vaiva vanhu vaviri; vose veimba yaJakobho vakauya Ijipiti, vaiva vanhu vana makumi manomwe.
Shona 2009?
Vana­komana vaJosefa vaakanga aberekerwa Ijipiti vaiva vanhu vaviri; vose veimba yaJakobho vakauya Ijipiti, vaiva vanhu vana makumi manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaJosefa vaakanga aberekerwa Ijipiti vaiva vanhu vaviri; vose veimba yaJakobho vakauya Ijipiti, vaiva vanhu vana makumi manomwe.