Genesis 46:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatuma Juda pamberi pake kunaJosefa kuti amuratidze nzira inoenda Gosheni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jakobho akatuma Judha pamberi pake kuna Josefa kuti aratidzwe nzira yokuenda nayo kuGosheni. Vakati vasvika mudunhu reGosheni,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akafanotuma Judha kuna Josefi achiti Josefi azondosangana navo kuGosheni ndokubva vaenda zvavo kudunhu reGosheni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatuma Judha pamberi pake kuna Josefa kuti amuratidze nzira inoenda Gosheni.
Shona 2009?
Akatuma Judha pamberi pake kuna Josefa kuti amuratidze nzira inoe­nda Gosheni.
Shona SUB 2002 Bible
Akatuma Judha pamberi pake kuna Josefa kuti amuratidze nzira inoenda Gosheni.