Genesis 46:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana moɗanwa naFarao, akati: Ƃasa renyu nderei?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamunodanwa naFaro uye akakubvunzai achiti, ‘Basa renyu ndereiko?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana imi mazodaidzwa naFarao achikubvunzai kuti, ‘Basa renyu ndereiko?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana modanwa naFarao, akati, ‘Basa renyu nderei?’
Shona 2009?
Zvino kana modamwa naFarao, akati, `Basa renyu nderei?'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana modanwa naFarao, akati, ‘Basa renyu nderei?’