Genesis 46:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicaɓurukira Egipita newe, ndigokudzosa ɀe ɀirokwaɀo; Josefa ndiye ucatsika meso ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaburuka kuIjipiti pamwe chete newe, uye zvirokwazvo ndichakudzosazve. Uye ruoko rwaJosefa chairwo ndirwo ruchazarira meso ako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaenda newe kuIjipiti, ndichazodzosazve vana vako kuno. Pakufa kwako Josefi ndiye achakudzora maziso achikupeta.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichaburukira Ijipiti newe, ndigokudzosazve zvirokwazvo; Josefa ndiye achatsika meso ako.”
Shona 2009?
ndichaburukira Ijipiti newe, ndigokudzosazve zvirokwazvo; Josefa uchaisa ruoko rwake pachiso chako."
Shona SUB 2002 Bible
ndichaburukira Ijipiti newe, ndigokudzosazve zvirokwazvo; Josefa ndiye achavhara meso ako.”