Genesis 46:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jakobo akasimuka, akabva Beeri‐sheba; ʋanakomana ʋaIsraeri ʋakatakura Jakobo, ɓaɓa ʋaʋo, naʋana ʋaʋo ʋaɗuku, naʋakadzi ʋaʋo, neŋgoro dzakaŋga dzatumŋa naFarao kuti dziʋatakure.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jakobho akabva paBheerishebha, uye vanakomana vaIsraeri vakatora baba vavo Jakobho navana vavo navakadzi vavo vakavakwidza mungoro dzakanga dzatumirwa naFaro kuti dzivatakure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akabva kuBheerishebha ndokupinda munzira. Vana vaJakobho vakakwidza baba wavo pamwechete namadzimai avo navana vavo mungoro dzakanga dzatumirwa naFarao kundovatakura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jakobho akasimuka, akabva Bheerishebha; vanakomana vaIsiraeri vakatakura Jakobho baba vavo, navana vavo vaduku, navakadzi vavo, nengoro dzakanga dzatumwa naFarao kuti dzivatakure.
Shona 2009?
Jakobho akasimuka, akabva Bheerishebha; vanakomana vaIsiraeri vakatakura Jakobho baba vavo, navana vavo vaduku, navakadzi vavo, nengoro dzakanga dzatumwa naFarao kuti dzivatakure.
Shona SUB 2002 Bible
Jakobho akasimuka, akabva Bheerishebha; vanakomana VaIsiraeri vakatakura Jakobho baba vavo, navana vavo vaduku, navakadzi vavo, nengoro dzakanga dzatumwa naFarao kuti dzivatakure.