Genesis 46:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo mazita aʋana ʋaIsraeri ʋakaȿika Egipita: Jakobo, naʋanakomana ʋake, ʋaiti: Rubeni, ɗaŋgwe raJakobo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo mazita avanakomana vaIsraeri (Jakobho nezvizvarwa zvake) vakaenda kuIjipiti: Rubheni dangwe raJakobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haanoi mazita avana vaIsiraeri, Jakobho navanakomana vake vaakasvika navo kuIjipiti. Dangwe raJakobho ndiRubheni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo mazita avana vaIsiraeri vakasvika Ijipiti: Jakobho, navanakomana vake, vachiti: Rubheni, dangwe raJakobho.
Shona 2009?
Ndiwo mazita avana vaIsiraeri va­kasvika Ijipiti: Jakobho, navanakomana vake, vachiti: Rubheni, dangwe raJako­bho.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo mazita avana VaIsiraeri vakasvika Ijipiti: Jakobho, navanakomana vake, vachiti: Rubheni, dangwe raJakobho.