Genesis 47:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Josefa akapa ɓaɓa ʋake naʋana ʋaɓaɓa ʋake pokugara, akaʋapa nɀimbo panyika yeEgipita, kuti iʋe yaʋo, pakaiȿo‐naka panyika iyo, panyika yeRamesesi, seɀaakarairwa naFarao.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Josefa akagarisa baba vake namadzikoma ake munyika yeIjipiti uye akavapa nzvimbo mudunhu rakaisvonaka renyika, dunhu reRamasesi, sokurayira kwaFaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akaita zvakarehwa naFarao, akapa baba vake nehama dzake pokugara munyika yeIjipiti. Akavapa matunhu akanaka kwazvo pedyo neguta rainzi Ramasesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Josefa akapa baba vake navana vababa vake pokugara, akavapa nzvimbo panyika yeIjipiti, kuti ive yavo, pakaisvonaka panyika iyo, panyika yeRamesesi, sezvaakarairwa naFarao.
Shona 2009?
Zvino Josefa akapa baba vake navana vababa vake pokugara, akavapa nzvimbo panyika yeIjipiti, kuti ive yavo, pakaisvonaka panyika iyo, panyika yeRamesesi, sezvaakarairwa naFarao.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Josefa akapa baba vake navana vababa vake pokugara, akavapa nzvimbo panyika yeIjipiti, kuti ive yavo, pakaisvonaka panyika iyo, panyika yeRamesesi, sezvaakarairwa naFarao.