Genesis 47:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Josefa akaceŋgeta ɓaɓa ʋake, naʋana ʋaɓaɓa ʋake, naʋose ʋeimba yaɓaɓa ʋake, akaʋapa ɀokudya aciʋereŋga naʋana ʋaʋo ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akapa baba vake namadzikoma ake navose veimba yababa vake zvokudya, zvakaenzana nouwandu hwavana vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akariritira baba vake navakoma vake navanhu vose vemba yababa vake nepwere dzavo achivapa zvokudya zvaikwanirana nemhuri imwe neimwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Josefa akachengeta baba vake, navana vababa vake, navose veimba yababa vake, akavapa zvokudya achiverenga navana vavowo.
Shona 2009?
Josefa akachengeta baba vake, navana vababa vake, navose veimba yababa vake, aka­vapa zvokudya achiverenga navana va­vowo.
Shona SUB 2002 Bible
Josefa akachengeta baba vake, navana vababa vake, navose veimba yababa vake, akavapa zvokudya achiverenga navana vavowo.