Genesis 47:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pakaŋga pasineɀokudya panyika yose, nokuti nzara yakaŋga iri huru, nyika yeEgipita nenyika yeKanani dzikaziya nenzara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, kwakanga kusina zvokudya munyika yose nokuti nzara yakanga iri huru, nyika yeIjipiti nenyika yeKenani dzakaziya nokuda kwenzara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino munyika yose makanga musisina zvokudya nokuti nzara yakanga yazotsviriridza kwazvo. Nyika yeIjipiti nenyika yeKanani dzakanga dzapera nenzara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pakanga pasina zvokudya panyika yose, nokuti nzara yakanga iri huru, nyika yeIjipiti nenyika yeKenani dzikaziya nenzara.
Shona 2009?
Zvino pakanga pasina zvokudya panyika yose, nokuti nzara yakanga iri huru, nyika yeIjipiti nenyika yeKenani dzikaziya nenzara.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pakanga pasina zvokudya panyika yose, nokuti nzara yakanga iri huru, nyika yeIjipiti nenyika yeKenani dzikaziya nenzara.