Genesis 47:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Josefa akaʋuŋganidza mari yose yakaŋga iri panyika yeEgipita, napanyika yeKanani, yaʋakateŋga ɀiyo nayo, Josefa akaisa mari iyo mumba maFarao
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akaunganidza mari yose yaiwanikwa muIjipiti neKenani yomuripo wezviyo zvavaitenga, uye akaenda nayo kumuzinda waFaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino nokutenga kwavakaita mbesanwa kudai, Josefi akakukuta mari yose yaiwanikwa muIjipiti nomuKanani achiitutira kumba kwaFarao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Josefa akaunganidza mari yose yakanga iri panyika yeIjipiti, napanyika yeKenani, yavakatenga zviyo nayo, Josefa akaisa mari iyo mumba maFarao.
Shona 2009?
Josefa akaunganidza mari yose yakanga iri panyika yeIjipiti, napanyika yeKenani, yavakatenga zviyo nayo, Josefa akaisa mari iyo mumba maFarao.
Shona SUB 2002 Bible
Josefa akaunganidza mari yose yakanga iri panyika yeIjipiti, nenyika yeKenani, yavakatenga zviyo nayo, Josefa akaisa mari iyo mumba maFarao.