Genesis 47:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mari yose yakati yapera munyika yeEgipita, napanyika yeKanani, ʋaEgipita ʋose ʋakaʋuya kunaJosefa, ʋakati: Tipei ɀokudya, nokuti tiŋgafa seiko pamberi penyu — Nokuti mari yapera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mari yavanhu veIjipiti nevokuKenani yakati yapera, vanhu veIjipiti yose vakauya kuna Josefa vakati, “Tipei zvokudya. Tofireiko pamberi penyu? Mari yedu yapera.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti vanhu vomuIjipiti nevemuKanani vapererwa nemari, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefi vakati, “Tipeiwo zvokudya, mari yedu yapera. Tofa here imi makatarisa?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mari yose yakati yapera munyika yeIjipiti, napanyika yeKenani, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefa, vakati, “Tipei zvokudya, nokuti tingafa seiko pamberi penyu? Nokuti mari yapera.”
Shona 2009?
Mari yose yakati yapera mu­nyika yeljipiti, napanyika yeKenani, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefa, vakati, "Tipei zvokudya, nokuti tingafa seiko pamberi penyu? Nokuti mari yapera."
Shona SUB 2002 Bible
Mari yose yakati yapera munyika yeIjipiti, napanyika yeKenani, VaIjipiti vose vakauya kuna Josefa, vakati, “Tipei zvokudya, nokuti tingafa seiko pamberi penyu? Nokuti mari yapera.”