Genesis 47:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakaʋuya kunaJosefa neɀipfuwo ɀaʋo; Josefa akaʋapa ɀokudya, ʋacitsinhanha namabiza, namakwai, neŋombe, nemboŋgoro; akaʋararamisa neɀokudya, ʋacitsinhanha neɀipfuwo ɀaʋo ɀose gore irero.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakauya nezvipfuwo zvavo kuna Josefa, uye iye akavapa zvokudya achitsinhanisa namabhiza avo, makwai nembudzi dzavo, mombe nembongoro dzavo. Uye akavabudisa mugore iro nezvokudya zvokutsinhana nezvipfuwo zvavo zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo vakauya nezvipfuwo zvavo zvaiti mabhiza nehwai nemombe namadhongi kuna Josefi, Josefi akavapawo zvokudya. Naizvozvo akakwanisa kuvapa zvokudya gore iroro rose achitsinhanisana navo nezvipfuwo zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakauya kuna Josefa nezvipfuwo zvavo; Josefa akavapa zvokudya, vachitsinhanha namabhiza, namakwai, nemombe, nembongoro; akavararamisa nezvokudya, vachitsinhanha nezvipfuwo zvavo zvose gore iroro.
Shona 2009?
Zvino vakauya kuna Josefa nezvipfuwo zvavo; Josefa akavapa zvokudya, vachi­tsinhanha namabhiza, namakwai, nemo­mbe, nembongoro; akavararamisa nezvo­kudya, vachitsinhanha nezvipfuwo zvavo zvose gore iroro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakauya kuna Josefa nezvipfuwo zvavo; Josefa akavapa zvokudya, vachitsinhanha namabhiza, namakwai, nemombe, nembongoro; akavararamisa nezvokudya, vachitsinhanha nezvipfuwo zvavo zvose gore iroro.