Genesis 47:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Josefa akateŋgera Farao nyika yose yeEgipita, nokuti ʋaEgipita ʋakateŋgesa mumŋe nomumŋe munda wake, nokuti nzara yakaŋga iri huru pamsoro paʋo, nyika ikaʋa yaFarao.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Josefa akatengera Faro nyika yose iri muIjipiti. VaIjipita vakatengesa, mumwe nomumwe munda wake, nokuti nzara yakanga iri huru kwazvo. Nyika yakava yaFaro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Josefi akatenga nyika yose yeIjipiti ikabva yava yaFarao nokuti vaIjipiti vose vakatengesa minda yavo pamusana penzara yakanga yavabaya chaizvo nyika ndokubva yava yaFarao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Josefa akatengera Farao nyika yose yeIjipiti, nokuti vaIjipiti vakatengesa mumwe nomumwe munda wake, nokuti nzara yakanga iri huru pamusoro pavo, nyika ikava yaFarao.
Shona 2009?
Zvino Josefa akatengera Farao nyika yose yeIjipiti, nokuti vaIjipiti vakatengesa mumwe nomumwe munda wake, nokuti nzara yakanga iri huru pamusoro pavo, nyika ikava yaFarao.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Josefa akatengera Farao nyika yose yeIjipiti, nokuti VaIjipiti vakatengesa mumwe nomumwe munda wake, nokuti nzara yakanga iri huru pamusoro pavo, nyika ikava yaFarao.