Genesis 47:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋari ʋanhu wakaʋatamisa kumaguta, kubva kumuganhu mumŋe weEgipita kuȿikira kunomumŋe muganhu wayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Josefa akaita kuti vanhu vashande kubva kuna mamwe magumo eIjipiti kusvikira kuna mamwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akabvisa vanhu mumisha yavo munyika yose yeIjipiti achiti vagare mumaguta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vari vanhu akavatamisa kumaguta, kubva kumuganhu mumwe weIjipiti kusvikira kuno mumwe muganhu wayo.
Shona 2009?
Kana vari vanhu akavatamisa kumaguta, kubva ku­muganhu mumwe weIjipiti kusvikira kuno mumwe muganhu wayo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vari vanhu akavatamisa kumaguta, kubva kumuganhu mumwe weIjipiti kusvikira kuno mumwe muganhu wayo.