Genesis 47:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jakobo akagara panyika yeEgipita makore anegumi namanomŋe; naiɀoɀo mazuʋa aJakobo, makore oʋupenyu bgake, akaŋga ari makore anezana namakumi manna namanomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akagara muIjipiti kwamakore gumi namanomwe, uye akararama kwamakore zana namakumi mana namanomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akagara munyika yeIjipiti makore gumi namanomwe. Akazofa ava namakore zana namakumi manomwe ana makore manomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jakobho akagara panyika yeIjipiti makore ane gumi namanomwe; naizvozvo mazuva aJakobho makore oupenyu hwake, akanga ari makore ane zana namakumi mana namanomwe.
Shona 2009?
Jakobho akagara panyika yeljipiti makore ane gumi namanomwe; naizvozvo mazuva aJakobho makore oupenyu hwake, akanga ari makore ane zana namakumi mana namanomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Jakobho akagara panyika yeIjipiti makore ane gumi namanomwe; naizvozvo mazuva aJakobho makore oupenyu hwake, akanga ari makore ane zana namakumi mana namanomwe.