Genesis 47:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kana ndaʋata namadziɓaɓa aŋgu, undibvise paEgipita, undondiʋiga mubgiro bgaʋo. Iye akati: Ndicaita seɀamataura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi pandinozorora namadzibaba angu, mundibudise muIjipiti uye mundivige pavakavigwa.” Iye akati, “Ndichaita sezvamareva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi ndivige pakavigwa madzibaba angu. Unonditakura kubva muIjipiti muno wondondiviga kunzvimbo yavo yokuviga vakafa.” Josefi akati, “Ini ndichaita sokureva kwenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kana ndavata namadzibaba angu, undibvise paIjipiti, unondiviga muhwiro hwavo.” Iye akati, “Ndichaita sezvamataura.”
Shona 2009?
asi kana ndavata namadzibaba angu, undibvise paIjipiti, unondiviga mu­hwiro hwavo." Iye akati, "Ndichaita sezvamataura. "
Shona SUB 2002 Bible
asi kana ndavata namadzibaba angu, undibvise muIjipiti, unondiviga muhwiro hwavo.” Iye akati, “Ndichaita sezvamataura.”