Genesis 47:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati: Ndipikire; iye akaʋapikira. Ipapo Israeri akakotamira pamusoro woʋuʋato bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vakati, “Ndipikire.” Ipapo Josefa akapika kwaari, uye Israeri akanamata akasendamira pamusoro wetsvimbo yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akati, “Nditsidzire izvozvo.” Josefi ndokuvatsidza. Ipapo Jakobho akanga ari pamubhedha wake akabva atsikitsira musoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati, “Ndipikire;” iye akavapikira. Ipapo Isiraeri akakotamira pamusoro wouvato hwake.
Shona 2009?
Vakati, "Ndipikire;" iye akavapikira. Ipapo Isiraeri akakotamira pamusoro wouvato hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati, “Ndipikire;” iye akavapikira. Ipapo Isiraeri akakotamira pamusoro wouvato hwake.