Genesis 47:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Farao akataura naJosefa, akati: Ƃaba ʋako naʋana ʋaɓaɓa ʋako ʋaʋuya kwauri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Faro akati kuna Josefa, “Baba vako namadzikoma ako vauya kwauri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Farao akati kuna Josefi, “Baba vako navakoma vako vauya kwauri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Farao akataura naJosefa, akati, “Baba vako navana vababa vako vauya kwauri;
Shona 2009?
Ipapo Farao aka­taura naJosefa, akati, "Baba vako navana vababa vako vauya kwauri;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Farao akataura naJosefa, akati, “Baba vako navana vababa vako vauya kwauri;