Genesis 48:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo Josefa wakaʋudzwa, ɀicinzi: Tarira, ɓaɓa ʋako ʋanorwara; iye akatora ʋanakomana ʋake ʋaʋiri, Manase naEfraimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo Josefa akaudzwa kuti, “Baba vako vanorwara.” Saka akatora vanakomana vake vaviri Manase naEfuremu pamwe chete naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti kwati perei chinguva Josefi akaudzwa kuti baba vake varwara, nokudaro akaendako navanakomana vake vaviri Manase naEfuremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo Josefa akaudzwa, zvichinzi, “Tarira, baba vako vanorwara;” iye akatora vanakomana vake vaviri, Manase naEfuremu.
Shona 2009?
Shure kwaizvozvo Josefa akaudzwa, zvichinzi, "Tarira, baba vako vanorwara;" iye akatora vanako­mana vake vaviri, Manase naEfuremu.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo Josefa akaudzwa, zvichinzi, “Tarira, baba vako vanorwara;” iye akatora vanakomana vake vaviri, Manase naEfuremu.