Genesis 48:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Israeri akati kunaJosefa: Handina‐kufuŋga kuti ndicaʋona ciso cako ɀe, ɀino tarira, Mŋari wakandiʋonesa naʋana ʋako ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Israeri akati kuna Josefa, “Handina kumbofunga kuti ndichaona chiso chakozve, uye zvino Mwari anditendera kuti ndione vana vakowo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akataurira Josefi achiti, “Handina kufunga kuti ndichazokuonazwe. Asi Mwari akandibatsira ndikatoonawo navana vako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isiraeri akati kuna Josefa, “Handina kufunga kuti ndichaona chiso chakozve, zvino tarira, Mwari akandionesa navana vakowo.”
Shona 2009?
Isiraeri akati kuna Josefa, "Handina kufunga kuti ndichaona chiso chakozve, zvino tarira, Mwari aka­ndionesa navana vakowo."
Shona SUB 2002 Bible
Isiraeri akati kuna Josefa, “Handina kufunga kuti ndichaona chiso chakozve, zvino tarira, Mwari akandionesa navana vakowo.”