Genesis 48:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mutumŋa wakandidzikinura paneɀakaipa ɀose, ŋgaaropafadze ʋakomana aʋa; zita raŋgu ŋgaritumidzwe kwaʋari, namazita amadziɓaɓa aŋgu, Abrahama naIsaka, ʋawande kwaɀo panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa akandisunungura kubva pane zvakaipa zvose, ngaaropafadze vakomana ava. Ngavadanwe nezita rangu uye namazita amadzibaba angu Abhurahama naIsaka, uye ngavawande zvikuru pamusoro penyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
iye mutumwa waMwari aindinunura pose pandainge ndawirwa nenjodzi, ngaakomborerewo vakomana ava. Zita rangu namazita amadzibaba angu Abhurahamu naIsaki ngaarege kurova pavana ivava. Mwari ngaavape vana vazhinji.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mutumwa wakandidzikinura pane zvakaipa zvose, ngaaropafadze vanakomana ava; zita rangu ngaritumidzwe kwavari, namazita amadzibaba angu, Abhurahamu naIsaka, vawande kwazvo panyika.”
Shona 2009?
mutumwa wakandidzikunura pane zvakaipa zvose, ngaaropafadze vanakomana ava; zita rangu ngaritumidzwe kwavari, namazita amadzibaba angu, Abhurahamu naIsaka, vawande kwazvo panyika."
Shona SUB 2002 Bible
mutumwa wakandidzikinura pane zvakaipa zvose, ngaaropafadze vanakomana ava; zita rangu ngaritumidzwe kwavari, namazita amadzibaba angu, Abhurahamu naIsaka, vawande kwazvo panyika.”