Genesis 48:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Josefa wakati aciʋona kuti ɓaɓa ʋake ʋaisa ruʋoko rwaʋo rworudyi pamusoro waEfraimi, haɀina‐kumufadza, akaɓata ruʋoko rwaɓaɓa ʋake, kuti arubvise pamusoro waEfraimi, aruise pamusoro waManase.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa paakaona baba vake vachiisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu haana kufadzwa nazvo; saka akabata ruoko rwababa vake kuti arubvise pamusoro waEfuremu aruise pamusoro waManase.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi paakaona baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza. Akabata ruoko rwababa vake achida kurubvisa pamusoro waEfuremu kuti aruise pamusoro waManase
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Josefa akati achiona kuti baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza, akabata ruoko rwababa vake, kuti arubvise pamusoro waEfuremu, aruise pamusoro waManase.
Shona 2009?
Zvino Josefa akati achiona kuti baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza, akabata ruoko rwababa vake, kuti arubvise pamusoro waEfuremu, aruise pamusoro waManase.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Josefa akati achiona kuti baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza, akabata ruoko rwababa vake, kuti arubvise pamusoro waEfuremu, aruise pamusoro waManase.