Genesis 48:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Josefa akati kunaɓaɓa ʋake: Regai kuɗaro, ɓaɓa ʋaŋgu, nokuti ndiye weɗaŋgwe, isai ruʋoko rwenyu pamusoro wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akati kwavari, “Kwete, baba vangu, uyu ndiye dangwe; isai ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akati, “Handizvo baba, uyu ndiye dangwe. Dai maisa ruoko rwenyu rworudyi pamusoro wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Josefa akati kuna baba vake, “Regai kudaro, baba vangu, nokuti ndiye wedangwe, isai ruoko rwenyu pamusoro wake.”
Shona 2009?
Josefa akati kuna baba vake, "Regai kudaro, baba vangu, nokuti ndiye wedangwe, isai ruoko rwe­nyu pamusoro wake."
Shona SUB 2002 Bible
Josefa akati kuna baba vake, “Regai kudaro, baba vangu, nokuti ndiye wedangwe, isai ruoko rwenyu pamusoro wake.”