Genesis 48:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Israeri akati kunaJosefa: Tarira, ndofa, asi Mŋari ucaʋa nemi, ucakudzoserai kunyika yamadziɓaɓa enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Israeri akati kuna Josefa, “Ndava pedyo nokufa, asi Mwari achava newe uye achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akarayira Josefi achiti, “Ini ndava kufa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yemadzibaba enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Isiraeri akati kuna Josefa, “Tarira, ndofa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu.
Shona 2009?
Zvino Isiraeri akati kuna Josefa, "Tarira, ndofa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Isiraeri akati kuna Josefa, “Tarira, ndofa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu.