Genesis 48:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo akati kunaJosefa: Mŋari wamasimba ose wakaɀiratidza kwandiri paRuzi, panyika yeKanani, akandiropafadza,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akati kuna Josefa, “Mwari Wamasimba Ose akazviratidza kwandiri paRuzi munyika yeKenani, uye akandiropafadza ipapo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akataurira Josefi achiti, “Iye Aripagomo akazviratidza kwandiri paRuzi kuKanani akandikomborera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akati kuna Josefa, “Mwari waMasimbaose akazviratidza paRuzi, panyika yeKenani, akandiropafadza,
Shona 2009?
Zvino Jakobho akati kuna Josefa, "Mwari Wamasimbaose akazviratidza paRuzi, panyika yeKenani, akandiropafadza,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akati kuna Josefa, “Mwari waMasimbaose akazviratidza paRuzi, panyika yeKenani, akandiropafadza,