Genesis 48:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwandiri: Tarira, ndicakuɓerekesa, ndicakuwanza, ndicakuita ndudzi zhinji; ndicapa ʋana ʋako ʋanokuteʋera nyika ino, iʋe yaʋo nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akati kwandiri, ‘Ndichakuita kuti ubereke vana uye ndichaita kuti muwande. Ndichakuita vanhu vazhinji, uye ndichakupa nyika ino kuti ive yako nokuzvizvarwa zvako nokusingaperi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanditiwo, ‘Ndichakupa vana vazhinji, ndigokuitai kuti muwande zvokuita madzinza namadzina avanhu. Ndichapa zvizvarwa zvako zvichauya nyika ino kuti ive yavo nokusingaperi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwandiri, ‘Tarira, ndichakuberekesa, ndichakuwanza, ndichakuita ndudzi zhinji; ndichapa vana vako vanokutevera nyika ino, ive yavo nokusingaperi.’
Shona 2009?
akati kwandiri, `Ta­rira, ndichakuberekesa, ndichakuwanza, ndichakuita ndudzi zhinji; ndichapa vana vako vanokutevera nyika ino, ive yavo nokusingaperi.'
Shona SUB 2002 Bible
akati kwandiri, ‘Tarira, ndichakuberekesa, ndichakuwanza, ndichakuita ndudzi zhinji; ndichapa vana vako vanokutevera nyika ino, ive yavo nokusingaperi.’