Genesis 48:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋana ʋako, ʋawakaɓereka shure kwaʋo, ʋacaʋa ʋana ʋako, ʋacatumidzwa nezita raʋakuru ʋaʋo panhaka yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana vose vawakaberekerwa mumashure mavo vachava vako; munyika yavo yenhaka vachazivikanwa pasi pamazita amadzikoma avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vawakazoberekerwa mushure mavo, ndivo vachava vana vako. Nhaka yavo vanotozoiwana muzita ravakoma vavo ivavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vana vako, vawakabereka shure kwavo, vachava vana vako, vachatumidzwa nezita ravakuru vavo panhaka yavo.
Shona 2009?
Asi vana vako, vawakabereka shure kwavo, vachava vana vako, vachatumidzwa nezita ravakuru vavo panhaka yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vana vako, vawakabereka shure kwavo, vachava vana vako, vachatumidzwa nezita ravakuru vavo panhaka yavo.